Mateo 26:21 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 26:21 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vari pakati pokudya akati, “Ndinokuudzai chokwadi kuti mumwe wenyu achandipandukira.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 BDSCMateo 26:21 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakati vachidya, akati kwavari, “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, mumwe wenyu achandipandukira.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SNA2002Mateo 26:21 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ʋakati ʋacidya, akati kwaʋari: Ɀirokwaɀo ndinoti kwamuri: Mumŋe wenyu ucandipandukira.
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SUB1949Mateo 26:21 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakanga vachidya akati, “Zvechokwadi ndinoti kwamuri mumwe wenyu achanditengesa.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SCLBMateo 26:21 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Pavakanga vachidya akati, “Zvechokwadi ndinoti kwamuri mumwe wenyu achanditengesa.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SCLBD