Mateo 26:19 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 26:19 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vadzidzi vakaita sokurayirwa kwavakanga vaitwa naJesu vakandogadzira Pasika.
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 BDSCMateo 26:19 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vadzidzi vakaita pavakarayirwa napo naJesu, vakagadzira Pasika.
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SNA2002Mateo 26:19 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ʋadzidzi ʋakaita paʋakarairwa napo naJesu, ʋakagadzira paseka.
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SUB1949Mateo 26:19 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vadzidzi vakaita sokutaurirwa kwavakanga vaitwa naJesu. Vakagadzirira Pasika.
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SCLBMateo 26:19 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Vadzidzi vakaita sokutaurirwa kwavakanga vaitwa naJesu. Vakagadzirira Pasika.
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SCLBD