Mateo 26:15 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 26:15 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akandobvunza achiti, “Muchandipei kana ndikamuuyisa kwamuri?” Saka vakamuverengera makumi matatu esirivha.
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 BDSCMateo 26:15 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati, “Muchandipeiko, kana ndikamuisa kwamuri?” Vakamutemera makumi matatu emari yesirivha.
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SNA2002Mateo 26:15 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
akati: Mucandipeiko, kana ndikamuisa kwamuri? Ʋakamuyerera masirveri anamakumi matatu.
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SUB1949Mateo 26:15 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
akati, “Muchandipa chii kana ndikamuturira kwamuri.” Vakamubhadhara makumi matatu emari yesirivha.
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SCLBMateo 26:15 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
akati, “Muchandipa chii kana ndikamuturira kwamuri.” Vakamubhadhara makumi matatu emari yesirivha.
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SCLBD