Mateo 26:14-15
Mateo 26:14-15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo mumwe wavane gumi navaviri, ainzi Judhasi Iskarioti, akaenda kuvaprista vakuru akandobvunza achiti, “Muchandipei kana ndikamuuyisa kwamuri?” Saka vakamuverengera makumi matatu esirivha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 26Mateo 26:14-15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino mumwe wavane gumi navaviri, wainzi Judhasi Isikarioti, akaenda kuvapristi vakuru, akati, “Muchandipeiko, kana ndikamuisa kwamuri?” Vakamutemera makumi matatu emari yesirivha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 26Mateo 26:14-15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino mumwe wavane gumi navaviri ainzi Judhasi Isikarioti akaenda kuvapristi vakuru akati, “Muchandipa chii kana ndikamuturira kwamuri.” Vakamubhadhara makumi matatu emari yesirivha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 26