Mateo 26:10 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 26:10 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Achiziva izvi, Jesu akati kwavari, “Munotambudzireiko mukadzi uyu? Andiitira chinhu chakanaka kwazvo.
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 BDSCMateo 26:10 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Jesu, achizvinzwa, akati kwavari, “Munotambudzireiko mukadzi uyu? Nokuti andiitira basa rakanaka.
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SNA2002Mateo 26:10 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Asi Jesu, aciɀinzwa, akati kwaʋari: Munotambudzireiko mukadzi uyu? Nokuti wandiitira ɓasa rakanaka.
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SUB1949Mateo 26:10 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu achizviziva, akati kwavari, “Ko munonetserei mukadzi uyu? Inga aita chinhu chakanakisisa wani kwandiri.
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SCLBMateo 26:10 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Jesu achizviziva, akati kwavari, “Ko munonetserei mukadzi uyu? Inga aita chinhu chakanakisisa wani kwandiri.
Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SCLBD