Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 25:3 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 25:3 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Mapenzi vaya vakatora mwenje yavo asi havana kuisa mafuta mairi.

Pakurirana nevamwe
Mateo 25 BDSC

Mateo 25:3 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

“Nokuti vasina hanya vakatora mwenje yawo, vakasatora mafuta.

Pakurirana nevamwe
Mateo 25 SNA2002

Mateo 25:3 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Nokuti mapenzi akatora mŋenje yawo, akasatora mafuta.

Pakurirana nevamwe
Mateo 25 SUB1949

Mateo 25:3 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Vakanga vasina kungwara vaya, pavakatora marambi avo, havana kutakura mamwe mafuta.

Pakurirana nevamwe
Mateo 25 SCLB

Mateo 25:3 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Vakanga vasina kungwara vaya, pavakatora marambi avo, havana kutakura mamwe mafuta.

Pakurirana nevamwe
Mateo 25 SCLBD