Mateo 25:29
Mateo 25:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti wose anazvo achapiwa zvimwe, agova nezvakawanda kwazvo. Ani naani asina, kunyange nezvaanazvo achazvitorerwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 25Mateo 25:29 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti mumwe nomumwe unazvo, achapiwa, ave nezvizhinji; asi asina, achatorerwa nezvaanazvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 25Mateo 25:29 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti uyo anazvo anotopamhidzirwa zvimwe achitova nezvakatowanda–wanda asi uyo asina, kunyange chaanenge anacho achatorerwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 25