Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 25:26 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 25:26 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

“Tenzi wake akapindura akati, ‘Iwe muranda akaipa, ano usimbe! Saka wakanga uchiziva zvako kuti ndinokohwa pandisina kudyara nokuunganidza pandisina kukusha mbeu?

Pakurirana nevamwe
Mateo 25 BDSC

Mateo 25:26 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ishe wake akapindura, akati kwaari, ‘Iwe, muranda akaipa, unousimbe, wakanga uchiziva kuti ndinokohwa pandisina kudyara, ndichiunganidza pandisina kukusha

Pakurirana nevamwe
Mateo 25 SNA2002

Mateo 25:26 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ishe wake akapindura, akati kwaari: Iwe, muranda wakaipa, unoʋusimbe, wakaŋga uciziʋa kuti ndinoceka pandisina‐kudɀara, ndiciʋuŋganidza pandisina‐kukusha

Pakurirana nevamwe
Mateo 25 SUB1949

Mateo 25:26 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Tenzi wake akamupindura achiti, ‘Iwe uri muranda wakaipa, nyope yomunhu. Heya waitozviziva zvako kuti ndinokohwa pandisina kurima, ndichiunganidza pandisina kukusha?

Pakurirana nevamwe
Mateo 25 SCLB

Mateo 25:26 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Tenzi wake akamupindura achiti, ‘Iwe uri muranda wakaipa, nyope yomunhu. Heya waitozviziva zvako kuti ndinokohwa pandisina kurima, ndichiunganidza pandisina kukusha?

Pakurirana nevamwe
Mateo 25 SCLBD