Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 25:14 - Compare All Versions

Mateo 25:14 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

“Zvakare, zvichaita somurume akabuda kuti afambe rwendo, akadana varanda vake akavachengetesa pfuma yake.

Pakurirana nevamwe
Mateo 25 BDSC

Mateo 25:14 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

“Nokuti zvakafanana nomunhu akaenda kune imwe nyika, akadana varanda vake, akavaronzera pfuma yake.

Pakurirana nevamwe
Mateo 25 SNA2002

Mateo 25:14 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

“Ndinodaro nokuti umambo hwedenga huchaita somunhu akanga ava kuenda kurwendo akadaidza varanda vake akaturira kwavari zvinhu zvake.

Pakurirana nevamwe
Mateo 25 SCLBD

Mateo 25:14 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Nokuti ɀakafanana nomunhu wakaenda kuneimŋe nyika, akaɗana ʋaranda ʋake, akaʋapa fuma yake.

Pakurirana nevamwe
Mateo 25 SUB1949

Mateo 25:14 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

“Ndinodaro nokuti umambo hwedenga huchaita somunhu akanga ava kuenda kurwendo akadaidza varanda vake akaturira kwavari zvinhu zvake.

Pakurirana nevamwe
Mateo 25 SCLB