Mateo 24:43 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 24:43 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi nzwisisai izvi: Dai muridzi weimba aiziva kuti inguva ipi yousiku ichauya mbavha, angadai airinda uye haaizotendera kuti imba yake ipazwe.
Pakurirana nevamwe
Mateo 24 BDSCMateo 24:43 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi zivai izvi, kuti dai saimba, aiziva nguva yokusvika kwembavha, angadai airinda, akasatendera kuti imba yake ipazwe.
Pakurirana nevamwe
Mateo 24 SNA2002Mateo 24:43 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Asi ziʋai iɀi, kuti mŋene weimba, ɗai aiziʋa ŋguʋa yokuȿika kwembava, uŋgaɗai airinda, akasatendera kuti imba yake ipazwe.
Pakurirana nevamwe
Mateo 24 SUB1949Mateo 24:43 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi zivai izvi zvokuti dai saimba aiziva nguva yousiku ichauya nayo mbavha aigaririra. Haairega imba yake ichipazwa.
Pakurirana nevamwe
Mateo 24 SCLBMateo 24:43 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Asi zivai izvi zvokuti dai saimba aiziva nguva yousiku ichauya nayo mbavha aigaririra. Haairega imba yake ichipazwa.
Pakurirana nevamwe
Mateo 24 SCLBD