Mateo 24:37 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 24:37 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sezvazvakanga zvakaita pamazuva aNoa, ndizvo zvazvichaita pakuuya kwoMwanakomana woMunhu.
Pakurirana nevamwe
Mateo 24 BDSCMateo 24:37 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sapamazuva aNoa, ndizvo zvichaita kuuya kwoMwanakomana womunhu.
Pakurirana nevamwe
Mateo 24 SNA2002Mateo 24:37 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Sapamazuʋa aNoa, ndiɀo ɀicaita kuʋuya kwoMŋanakomana womunhu.
Pakurirana nevamwe
Mateo 24 SUB1949Mateo 24:37 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sezvazvakanga zvakaita pamazuva aNowa, ndizvozvowo zvazvichaita pakuuya kwoMwanakomana womunhu.
Pakurirana nevamwe
Mateo 24 SCLBMateo 24:37 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Sezvazvakanga zvakaita pamazuva aNowa, ndizvozvowo zvazvichaita pakuuya kwoMwanakomana womunhu.
Pakurirana nevamwe
Mateo 24 SCLBD