Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 24:34-35 - Compare All Versions

Mateo 24:34-35 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ndinokuudzai chokwadi kuti rudzi urwu harungatongopfuuri kusvikira zvinhu zvose izvi zvaitika. Denga nenyika zvichapfuura asi mashoko angu haangatongopfuuri.

Pakurirana nevamwe
Mateo 24 BDSC

Mateo 24:34-35 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, rudzi urwu harungatongopfuuri kusvikira izvozvi zvose zvaitika. Denga nenyika zvichapfuura, asi mashoko angu haangatongopfuuri.

Pakurirana nevamwe
Mateo 24 SNA2002

Mateo 24:34-35 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Zvirokwazvo ndinoti kwamuri chizvarwa ichi hachimbopfuuri, zvinhu izvi zvisati zvaitika. Denga napasi zvichapera asi mazwi angu haambopfuuri.

Pakurirana nevamwe
Mateo 24 SCLBD

Mateo 24:34-35 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀirokwaɀo ndinoti kwamuri: Rudzi urwu haruŋgatoŋgopfuʋuri kuȿikira iɀoɀi ɀose ɀaitika. Ƌeŋga nenyika ɀicapfuʋura, asi mashoko aŋgu haaŋgatoŋgopfuʋuri.

Pakurirana nevamwe
Mateo 24 SUB1949

Mateo 24:34-35 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Zvirokwazvo ndinoti kwamuri chizvarwa ichi hachimbopfuuri, zvinhu izvi zvisati zvaitika. Denga napasi zvichapera asi mazwi angu haambopfuuri.

Pakurirana nevamwe
Mateo 24 SCLB