Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 24:32 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 24:32 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

“Zvino dzidzai chidzidzo ichi kubva pamuonde: Panopfava matavi awo uye mashizha awo otungira, munoziva kuti zhizha rava pedyo.

Pakurirana nevamwe
Mateo 24 BDSC

Mateo 24:32 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

“Dzidzai pamuonde mufananidzo uyu, kana davi rawo rava nyoro, mashizha achitunga, munoziva kuti zhizha rava pedyo.

Pakurirana nevamwe
Mateo 24 SNA2002

Mateo 24:32 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Dzidzai pamuʋonde mufananidzo wawo: Kana ɗaʋi rawo raʋa nyoro, mashizha acituŋga, munoziʋa kuti zhezha raʋa pedyo.

Pakurirana nevamwe
Mateo 24 SUB1949

Mateo 24:32 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

“Dzidzai chidzidzo chinobva kumuonde. Kana bazi rawo rotunga, pfumvudza yobuda, munobva maziva kuti zhizha rava pedyo.

Pakurirana nevamwe
Mateo 24 SCLB

Mateo 24:32 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

“Dzidzai chidzidzo chinobva kumuonde. Kana bazi rawo rotunga, pfumvudza yobuda, munobva maziva kuti zhizha rava pedyo.

Pakurirana nevamwe
Mateo 24 SCLBD