Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 24:24 - Compare All Versions

Mateo 24:24 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Nokuti kuchamuka vanaKristu venhema navaprofita venhema avo vachaita zviratidzo nezvishamiso kuti vanyengere kunyange navasanangurwa kana zvichigoneka.

Pakurirana nevamwe
Mateo 24 BDSC

Mateo 24:24 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Nokuti vachamuka vanaKristu venhema, navaporofita venhema, vacharatidza zviratidzo zvikuru nezvinoshamisa, kuti kana zvichibvira, vatsause navakasanangurwawo.

Pakurirana nevamwe
Mateo 24 SNA2002

Mateo 24:24 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

nokuti kuchamuka vana Kristu vamanyepo navaporofita venhema vachiratidza zviratidzo zvikuru nezvishamiso kuti vatsautse, kana zvakwanisika, kunyange vasarudzwi.

Pakurirana nevamwe
Mateo 24 SCLBD

Mateo 24:24 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Nokuti ʋacamuka ʋanaKristu ʋenhema, naʋaprofita ʋenhema, ʋacaratidza ɀiratidzo ɀikuru neɀinoshamisa, kuti kana ɀicibvira, ʋatsause naʋakasanaŋgurwa ʋo.

Pakurirana nevamwe
Mateo 24 SUB1949

Mateo 24:24 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

nokuti kuchamuka vana Kristu vamanyepo navaporofita venhema vachiratidza zviratidzo zvikuru nezvishamiso kuti vatsautse, kana zvakwanisika, kunyange vasarudzwi.

Pakurirana nevamwe
Mateo 24 SCLB