Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 24:23 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 24:23 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Panguva iyoyo, mukanzwa munhu anoti kwamuri, ‘Tarirai, hoyu Kristu!’ kana kuti, ‘Hoyo Kristu,’ musazvitenda.

Pakurirana nevamwe
Mateo 24 BDSC

Mateo 24:23 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

“Zvino kana munhu akati kwamuri, ‘Tarirai, Kristu ari pano’, kana, ‘Apo’ regai kutenda.

Pakurirana nevamwe
Mateo 24 SNA2002

Mateo 24:23 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino kana munhu akati kwamuri: Tarirai, Kristu uri pano, kana apo; regai kutenda.

Pakurirana nevamwe
Mateo 24 SUB1949

Mateo 24:23 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

“Ipapo kana ani zvake akati kwamuri, ‘Tarisai houno Kristu kana kuti ari koko,’ musazvidavire

Pakurirana nevamwe
Mateo 24 SCLB

Mateo 24:23 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

“Ipapo kana ani zvake akati kwamuri, ‘Tarisai houno Kristu kana kuti ari koko,’ musazvidavire

Pakurirana nevamwe
Mateo 24 SCLBD