Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 24:2 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 24:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Iye akati kwavari, “Muri kuona zvinhu izvi zvose here? Ndinokuudzai chokwadi kuti hakuna ibwe richasara pano riri pamusoro perimwe; ose achawisirwa pasi.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 24 BDSC

Mateo 24:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Akapindura, akati kwavari, “Munoona zvinhu izvi zvose here? Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, hakungaregwi dombo pamusoro pedombo, risingazowisirwi pasi.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 24 SNA2002

Mateo 24:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Akapindura, akati kwaʋari: Munoʋona ɀinhu iɀi ɀose here? Ɀirokwaɀo ndinoti kwamuri: Hakuŋgaregwi ibge pamsoro pebge, risiŋgazowisirwi pasi.

Pakurirana nevamwe
Mateo 24 SUB1949

Mateo 24:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Asi iye akapindura achiti, “Muri kuona zvose izvi handiti, zvechokwadi ndinoti kwamuri hapachazosara dombo riri pamusoro perimwe risingazokoromotserwa pasi.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 24 SCLB

Mateo 24:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Asi iye akapindura achiti, “Muri kuona zvose izvi handiti, zvechokwadi ndinoti kwamuri hapachazosara dombo riri pamusoro perimwe risingazokoromotserwa pasi.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 24 SCLBD