Mateo 24:1
Mateo 24:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akabuda mutemberi, uye paakanga achifamba kudaro, vadzidzi vake vakaswedera kwaari vakamuratidza dzimba dzetemberi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 24Mateo 24:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Jesu akabuda mutemberi, akati oenda, vadzidzi vake vakauya kwaari kuzomuratidza dzimba dzetemberi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 24Mateo 24:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu paakanga achibva muTemberi avakuenda, vadzidzi vake vakauya kwaari vachimunongedzera dzimba dzeTemberi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 24