Mateo 23:9 - Compare All Versions
Mateo 23:9 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musadana ani zvake ari panyika muchiti, ‘Baba’ nokuti munongova naBaba vamwe chete uye vari kudenga.
Pakurirana nevamwe
Mateo 23 BDSCMateo 23:9 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Musati munhu ari panyika baba venyu, nokuti mumwechete ndiBaba venyu, ivo vari kudenga.
Pakurirana nevamwe
Mateo 23 SNA2002Mateo 23:9 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
“Musadaidze munhu kuti baba vako panyika nokuti muna Baba mumwechete ari kudenga.
Pakurirana nevamwe
Mateo 23 SCLBDMateo 23:9 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Musaidza munhu uri panyika ɓaɓa ʋenyu, nokuti mumŋe cete ndiƂaɓa ʋenyu, iʋo ʋari kuɗeŋga.
Pakurirana nevamwe
Mateo 23 SUB1949Mateo 23:9 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Musadaidze munhu kuti baba vako panyika nokuti muna Baba mumwechete ari kudenga.
Pakurirana nevamwe
Mateo 23 SCLB