Mateo 23:3
Mateo 23:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saka munofanira kuvateerera muite zvinhu zvose zvavanokuudzai. Asi musaita zvavanoita, nokuti havaiti zvavanoparidza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 23Mateo 23:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
saka zvose zvavanokuudzai, muzviite nokuzvichengeta, asi musatevera mabasa avo; nokuti vanotaura, asi havaiti.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 23Mateo 23:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
saka itai nokuchengeta zvose zvavanokuudzai asi kwete zvavanoita nokuti ivo havaiti zvavanoparidza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 23