Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 23:13 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 23:13 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

“Mune nhamo imi vadzidzisi vomurayiro nemi vaFarisi, vanyengeri! Nokuti munopfigira vanhu umambo hwedenga vachizviona. Imi pachenyu hamupindi, uye vaya vanoedza kupinda hamuvatenderi.

Pakurirana nevamwe
Mateo 23 BDSC

Mateo 23:13 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

“Mune nhamo, imi vanyori navaFarisi, vanyengeri! Nokuti munopfigira vanhu ushe hwedenga; nokuti imi hamupindi mumene, naivo, vopinda, hamuvatenderi kupinda. [

Pakurirana nevamwe
Mateo 23 SNA2002

Mateo 23:13 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Munenhamo, imi ʋanyori naʋaFarise, ʋanyeŋgeri! Nokuti munopfigira ʋanhu ʋushe bgokuɗeŋga; nokuti imi hamupindi mumene, naiʋo, ʋopinda, hamuʋatenderi kupinda.

Pakurirana nevamwe
Mateo 23 SUB1949

Mateo 23:13 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

“Zvichakuwanai zvenyu imi nyanzvi dzomutemo nemi vaFarisei, vanyengedzi nokuti munopfigira vanhu umambo hwedenga. Imi hamupindemo uye hamubvumiri vanenge vachida zvavo kupindamo.

Pakurirana nevamwe
Mateo 23 SCLB

Mateo 23:13 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

“Zvichakuwanai zvenyu imi nyanzvi dzomutemo nemi vaFarisei, vanyengedzi nokuti munopfigira vanhu umambo hwedenga. Imi hamupindemo uye hamubvumiri vanenge vachida zvavo kupindamo.

Pakurirana nevamwe
Mateo 23 SCLBD