Mateo 23:1 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 23:1 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jesu akataura kuvanhu vazhinji nokuvadzidzi vake achiti
Pakurirana nevamwe
Mateo 23 BDSCMateo 23:1 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jesu akataura kuvanhu vazhinji navadzidzi vake
Pakurirana nevamwe
Mateo 23 SNA2002Mateo 23:1 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino Jesu wakataura kuʋanhu ʋazhinji naʋadzidzi ʋake
Pakurirana nevamwe
Mateo 23 SUB1949Mateo 23:1 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akati kuhuzhinji hwavanhu uye kuna vadzidzi vake
Pakurirana nevamwe
Mateo 23 SCLBMateo 23:1 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Jesu akati kuhuzhinji hwavanhu uye kuna vadzidzi vake
Pakurirana nevamwe
Mateo 23 SCLBD