Mateo 22:9 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 22:9 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Endai kumharadzano dzenzira mundokoka kumutambo ani zvake wamuchawana.’
Pakurirana nevamwe
Mateo 22 BDSCMateo 22:9 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo, endai kumharadzano dzenzira, mukokere kumutambo vose vamuNowana.’
Pakurirana nevamwe
Mateo 22 SNA2002Mateo 22:9 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Naiɀoɀo, endai kumharadzano dzenzira, mukokere kumutambo ʋose ʋamunowana.
Pakurirana nevamwe
Mateo 22 SUB1949Mateo 22:9 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka endai pamharadzano dzemigwagwa mundokoka kumabiko omuchato vose vamunenge makwanisa kuwana.’
Pakurirana nevamwe
Mateo 22 SCLBMateo 22:9 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Saka endai pamharadzano dzemigwagwa mundokoka kumabiko omuchato vose vamunenge makwanisa kuwana.’
Pakurirana nevamwe
Mateo 22 SCLBD