Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 22:6 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 22:6 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Vamwe vavo vakabata varanda vake vakavaitira zvakaipa uye vakavauraya.

Pakurirana nevamwe
Mateo 22 BDSC

Mateo 22:6 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

vamwe vakabata varanda vake, vakavaitira zvakaipa, vakavauraya.

Pakurirana nevamwe
Mateo 22 SNA2002

Mateo 22:6 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

ʋamŋe ʋakaɓata ʋaranda ʋake, ʋakaʋaitira ɀakaipa, ʋakaʋaʋuraya.

Pakurirana nevamwe
Mateo 22 SUB1949

Mateo 22:6 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

“Vamwewo vakatobata varanda vake vakavafumura vakavauraya.

Pakurirana nevamwe
Mateo 22 SCLB

Mateo 22:6 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

“Vamwewo vakatobata varanda vake vakavafumura vakavauraya.

Pakurirana nevamwe
Mateo 22 SCLBD