Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 22:44 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 22:44 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

“ ‘Ishe akati kuna Ishe wangu: Gara kuruoko rwangu rworudyi, kusvikira ndaisa vavengi vako pasi petsoka dzako.’

Pakurirana nevamwe
Mateo 22 BDSC

Mateo 22:44 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

‘Ishe akati kuna Ishe wangu, Gara kurudyi rwangu, Kusvikira ndaisa vavengi vako pasi petsoka dzako?’

Pakurirana nevamwe
Mateo 22 SNA2002

Mateo 22:44 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ishe wakati kunaShe waŋgu: Gara kurudyi rwaŋgu, Kuȿikira ndaisa ʋaʋeŋgi ʋako pasi petsoka dzako?

Pakurirana nevamwe
Mateo 22 SUB1949

Mateo 22:44 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

“ ‘Tenzi akati kuna tenzi wangu gara kurudyi rwangu, kusvikira ndaisa vavengi vako pasi petsoka dzako?’

Pakurirana nevamwe
Mateo 22 SCLB

Mateo 22:44 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

“ ‘Tenzi akati kuna tenzi wangu gara kurudyi rwangu, kusvikira ndaisa vavengi vako pasi petsoka dzako?’

Pakurirana nevamwe
Mateo 22 SCLBD