Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 22:41 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 22:41 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

VaFarisi pavakanga vachakaungana pamwe chete, Jesu akavabvunza akati

Pakurirana nevamwe
Mateo 22 BDSC

Mateo 22:41 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino vaFarisi vachakaungana, Jesu akavabvunza

Pakurirana nevamwe
Mateo 22 SNA2002

Mateo 22:41 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino ʋaFarise ʋacakaʋuŋgana, Jesu akaʋabvunza

Pakurirana nevamwe
Mateo 22 SUB1949

Mateo 22:41 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

VaFarisei pavakanga vakaungana, Jesu akavabvunza mubvunzo

Pakurirana nevamwe
Mateo 22 SCLB

Mateo 22:41 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

VaFarisei pavakanga vakaungana, Jesu akavabvunza mubvunzo

Pakurirana nevamwe
Mateo 22 SCLBD