Mateo 22:36-37
Mateo 22:36-37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Mudzidzisi, ndoupi murayiro mukuru muMurayiro?” Jesu akapindura akati, “ ‘Ida Ishe Mwari wako nomwoyo wako wose, nomweya wako wose nokufunga kwako kwose.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 22Mateo 22:36-37 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Mudzidzisi, murayiro mukuru pamirairo ndoupiko?” Akati kwaari, “Ida Ishe, Mwari wako, nomwoyo wako wose, nomweya wako wose, nokufunga kwako kwose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 22Mateo 22:36-37 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Mudzidzisi ndoupi murao mukuru mumutemo?” Jesu akati kwaari, “Ida Tenzi Mwari wako nomwoyo wako wose nomweya wako wose nepfungwa dzako dzose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 22