Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 22:34 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 22:34 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Vanzwa kuti Jesu akanga akunda vaSadhusi, vaFarisi vakaungana pamwe chete.

Pakurirana nevamwe
Mateo 22 BDSC

Mateo 22:34 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

VaFarisi vakati vachinzwa kuti wapwisa vaSadhusi, vakaungana pamwechete.

Pakurirana nevamwe
Mateo 22 SNA2002

Mateo 22:34 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

ƲaFarise ʋakati ʋacinzwa kuti wapxisa ʋaSaduse, ʋakaʋuŋgana pamŋe cete.

Pakurirana nevamwe
Mateo 22 SUB1949

Mateo 22:34 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

VaFarisei pavakanzwa kuti akapwisa vaSadhusei, vakaungana.

Pakurirana nevamwe
Mateo 22 SCLB

Mateo 22:34 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

VaFarisei pavakanzwa kuti akapwisa vaSadhusei, vakaungana.

Pakurirana nevamwe
Mateo 22 SCLBD