Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 22:32 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 22:32 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

‘Ndini Mwari waAbhurahama naMwari waIsaka naMwari waJakobho’? Haasi Mwari wavakafa asi wavapenyu.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 22 BDSC

Mateo 22:32 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

‘Ini ndiri Mwari waAbhurahamu, naMwari waIsaka, naMwari waJakobho?’ Haasi Mwari wavakafa, asi wavapenyu.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 22 SNA2002

Mateo 22:32 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ini ndiri Mŋari waAbrahama, naMŋari waIsaka, naMŋari waJakobo? Haazi Mŋari waʋakafa, asi waʋapenyu.

Pakurirana nevamwe
Mateo 22 SUB1949

Mateo 22:32 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

‘Ndini Mwari waAbhurahamu naMwari Isaki, naMwari Jakobho. Haasi Mwari wavakafa asi Mwari wavapenyu?’ ”

Pakurirana nevamwe
Mateo 22 SCLB

Mateo 22:32 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

‘Ndini Mwari waAbhurahamu naMwari Isaki, naMwari Jakobho. Haasi Mwari wavakafa asi Mwari wavapenyu?’ ”

Pakurirana nevamwe
Mateo 22 SCLBD