Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 22:31 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 22:31 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Asi pane zvokumuka kwavakafa, hamuna kuverenga here zvakarehwa naMwari kwamuri, achiti

Pakurirana nevamwe
Mateo 22 BDSC

Mateo 22:31 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Asi kana kuri kumuka kwavakafa, hamuna kurava here zvamakaudzwa naMwari, paakati

Pakurirana nevamwe
Mateo 22 SNA2002

Mateo 22:31 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Asi kana kuri kumuka kwaʋakafa, hamuna‐kuraʋa here ɀamakaʋudzwa naMŋari, paakati

Pakurirana nevamwe
Mateo 22 SUB1949

Mateo 22:31 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Pane zvokumuka kwavakafa hamuna kuverenga here zvakataurwa naMwari kwamuri achiti

Pakurirana nevamwe
Mateo 22 SCLB

Mateo 22:31 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Pane zvokumuka kwavakafa hamuna kuverenga here zvakataurwa naMwari kwamuri achiti

Pakurirana nevamwe
Mateo 22 SCLBD