Mateo 22:21
Mateo 22:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vakapindura vakati, “NdezvaKesari.” Ipapo akati kwavari, “Ipai kuna Kesari zvaKesari, uye kuna Mwari zvaMwari.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 22Mateo 22:21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vakati kwaari, “ZvaKesari.” Akati kwavari, “Naizvozvo, ipai Kesari zvaKesari, naMwari zvaMwari.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 22Mateo 22:21 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vakati, “NdezvaSiza.” Iye ndokuvati, “Ipai zvaSiza kuna Siza, mupewo zvaMwari kuna Mwari.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 22