Mateo 22:2 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 22:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Umambo hwokudenga hwakafanana namambo akagadzirira mwanakomana wake mutambo wesvitsa.
Pakurirana nevamwe
Mateo 22 BDSCMateo 22:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ushe hwedenga hungafananidzwa nomumwe mambo, wakaitira mwanakomana wake mutambo wokuchata
Pakurirana nevamwe
Mateo 22 SNA2002Mateo 22:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ʋushe bgokuɗeŋga bguŋgafananidzwa nomumŋe mambo, wakaitira mŋanakomana wake mutambo wokuwana
Pakurirana nevamwe
Mateo 22 SUB1949Mateo 22:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Umambo hwedenga hungafanidzwe namambo akaitira mwanakomana wake mabiko omuchato.
Pakurirana nevamwe
Mateo 22 SCLBMateo 22:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
“Umambo hwedenga hungafanidzwe namambo akaitira mwanakomana wake mabiko omuchato.
Pakurirana nevamwe
Mateo 22 SCLBD