Mateo 21:8 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 21:8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vazhinji vakawarira nguo dzavo mumugwagwa, vamwewo vakatema mapazi emiti vakaawarira mumugwagwa.
Pakurirana nevamwe
Mateo 21 BDSCMateo 21:8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vazhinji pakati pavanhu vakawarira nguo dzavo munzira; vamwe vakatema matavi emiti vakaawarira munzira.
Pakurirana nevamwe
Mateo 21 SNA2002Mateo 21:8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ʋazhinji pakati paʋanhu ʋakawarira ŋguʋo dzaʋo munzira; ʋamŋe ʋakatema mataʋi emiti ʋakaawarira munzira.
Pakurirana nevamwe
Mateo 21 SUB1949Mateo 21:8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vazhinji vegurumwandira riya vakawaridza hanzu dzavo mumugwagwa. Vamwe vakakwanhura masanzu emiti vachiawarira mumugwagwa.
Pakurirana nevamwe
Mateo 21 SCLBMateo 21:8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Vanhu vazhinji vegurumwandira riya vakawaridza hanzu dzavo mumugwagwa. Vamwe vakakwanhura masanzu emiti vachiawarira mumugwagwa.
Pakurirana nevamwe
Mateo 21 SCLBD