Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 21:44 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 21:44 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Uyo anowira pamusoro pebwe iri achavhunika kuita zvidimbu zvidimbu asi uyo warichawira achapwanyiwa.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 21 BDSC

Mateo 21:44 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

“Anowira pamusoro pebwe iri, achapwanyika asi richaparadza warinowira.]”

Pakurirana nevamwe
Mateo 21 SNA2002

Mateo 21:44 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Unowira pamsoro pebge iri, ucavunikanya; asi ricaparadza warinowira.

Pakurirana nevamwe
Mateo 21 SUB1949