Mateo 21:37 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 21:37 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakupedzisira akatuma mwanakomana wake kwavari. Akati, ‘Vacharemekedza mwanakomana wangu.’
Mateo 21:37 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino pashure akatuma mwanakomana wake kwavari, achiti, ‘Mwanakomana wangu vachava nehanya naye.’
Mateo 21:37 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino pashure akatuma mŋanakomana wake kwaʋari, aciti: Mŋanakomana waŋgu ʋacaʋa nehanya naye.
Mateo 21:37 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure mezvo akatuma mwanakomana wake kwavari achiti, ‘Vacharemekedza mwanakomana wangu.’
Mateo 21:37 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Mushure mezvo akatuma mwanakomana wake kwavari achiti, ‘Vacharemekedza mwanakomana wangu.’