Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 20:9 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 20:9 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

“Vashandi vainge vaenda kundoshanda nenguva inenge yegumi neimwe vakauya uye mumwe nomumwe wavo akagamuchira dhinari.

Pakurirana nevamwe
Mateo 20 BDSC

Mateo 20:9 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

“Zvino venguva inenge yegumi neimwe vakati vachiuya, mumwe nomumwe akapiwa dhenari.

Pakurirana nevamwe
Mateo 20 SNA2002

Mateo 20:9 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino ʋeŋguʋa ineŋge yegumi neimŋe ʋakati ʋaciʋuya, mumŋe nomumŋe akapiwa denari.

Pakurirana nevamwe
Mateo 20 SUB1949

Mateo 20:9 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Vaya vakapiwa basa paawa yechishanu manheru pavakauya, mumwe nomumwe wavo akagamuchira mubayiro wapazuva uya wedhenari.

Pakurirana nevamwe
Mateo 20 SCLB

Mateo 20:9 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Vaya vakapiwa basa paawa yechishanu manheru pavakauya, mumwe nomumwe wavo akagamuchira mubayiro wapazuva uya wedhenari.

Pakurirana nevamwe
Mateo 20 SCLBD