Mateo 20:7
Mateo 20:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Vakapindura vachiti, ‘Nokuti hapana munhu atipa basa.’ “Akati kwavari, ‘Nemiwo endai mundoshanda mumunda wangu wemizambiringa.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 20Mateo 20:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vakati kwaari, ‘Nokuti hapana nomunhu akatipa basa.’ Akati kwavari, ‘Endai nemiwo mumunda wangu wemidzambiringa.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 20Mateo 20:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vakati kwaari, “Nokuti hapana atitora kuti atipewo basa.” Iye akati, “Nemiwo endaiwo mumunda wamagirepisi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 20