Mateo 20:33-34
Mateo 20:33-34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vakapindura vachiti, “Ishe, tinoda kuona.” Jesu akavanzwira tsitsi uye akabata meso avo. Pakarepo vakabva vaona uye vakamutevera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 20Mateo 20:33-34 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akati kwaari, “Ishe, kuti meso edu asvinudzwe.” Jesu akaanzwira tsitsi, akabata meso awo; pakarepo akasvinudzwa, akamutevera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 20Mateo 20:33-34 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ivo vakati kwaari, “Tenzi, itai kuti maziso edu azaruke.” Jesu akavanzwira tsitsi akabata maziso avo. Pakarepo, ndokubva vava kuona vakamutevera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 20