Mateo 20:31
Mateo 20:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vanhu vazhinji vakavatsiura vakavarayira kuti vanyarare, asi ivo vakanyanya kudanidzira vachiti, “Ishe, Mwanakomana waDhavhidhi, tinzwireiwo ngoni!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 20Mateo 20:31 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vanhu vazhinji vakaarayira kuti anyarare; asi akanyanya kudanidzira, achiti, “Ishe, Mwanakomana waDhavhidhi, tinzwirei ngoni!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 20Mateo 20:31 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vanhu vazhinji vaya vakavatsiura vachivataurira kuti vanyarare, asi ivo vakatonyanya kudaidzira vachiti, “Tenzi Mwanakomana waDhavhidhi tinzwireiwo tsitsi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 20