Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 20:30 - Compare All Versions

Mateo 20:30 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Varume vaviri vaiva mapofu vakanga vagere parutivi rwenzira, pavakanzwa kuti Jesu ainge opfuura nepo vakadanidzira vachiti, “Ishe, Mwanakomana waDhavhidhi, tinzwireiwo ngoni!”

Pakurirana nevamwe
Mateo 20 BDSC

Mateo 20:30 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino tarira, mapofu maviri akanga agere panzira, akati achinzwa kuti Jesu opfuura, akadanidzira, achiti, “Ishe, Mwanakomana waDhavhidhi, tinzwirei ngoni!”

Pakurirana nevamwe
Mateo 20 SNA2002

Mateo 20:30 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Havo varume vaviri vaiva mapofu vakanga vagere parutivi rwenzira, pavakanzwa kuti Jesu ari kupfuura nepo vakadaidzira vachiti, “Tinzwireiwo tsitsi, Mwanakomana waDhavhidhi.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 20 SCLBD

Mateo 20:30 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino tarira, mapofu maʋiri akaŋga agere panzira, akati acinzwa kuti Jesu wopfuʋura, akaɗanidzira, aciti: Ishe, Mŋanakomana waDavidi, tinzwirei ŋgoni!

Pakurirana nevamwe
Mateo 20 SUB1949

Mateo 20:30 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Havo varume vaviri vaiva mapofu vakanga vagere parutivi rwenzira, pavakanzwa kuti Jesu ari kupfuura nepo vakadaidzira vachiti, “Tinzwireiwo tsitsi, Mwanakomana waDhavhidhi.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 20 SCLB