Mateo 20:25
Mateo 20:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akavadana pamwe chete uye akati, “Munoziva kuti vatongi veveDzimwe Ndudzi vanobata ushe pamusoro pavo uye machinda avo makuru anoshandisa simba pamusoro pavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 20Mateo 20:25 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi Jesu akavadanira kwaari, akati, “Munoziva kuti machinda avahedheni anovarayira, navakuru vavo vanoita simba navo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 20Mateo 20:25 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akavadaidza akati kwavari, “Munozviziva imi kuti vatongi vechirudzi, pakutonga, vanoita zvomukundo uye vakuru vakuru vavo vanoita zvechisimba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 20