Mateo 20:20 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 20:20 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mai vavanakomana vaZebhedhi vakauya kuna Jesu navanakomana vavo, vakapfugama pamberi pake vaine chikumbiro.
Pakurirana nevamwe
Mateo 20 BDSCMateo 20:20 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mai vavanakomana vaZebhedhi vakauya kwaari navanakomana vavo, vachimupfugamira, kuzokumbira chinhu kwaari.
Pakurirana nevamwe
Mateo 20 SNA2002Mateo 20:20 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino mai ʋaʋanakomana ʋaZebedi ʋakaʋuya kwaari naʋanakomana ʋaʋo, ʋacimunamata, kuzokumbira cinhu kwaari.
Pakurirana nevamwe
Mateo 20 SUB1949Mateo 20:20 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Amai vavanakomana vaZebhedhi vakauya kwaari nevanakomana vavo vakapfugama pamberi pake vakaisa chichemo chavo.
Pakurirana nevamwe
Mateo 20 SCLBMateo 20:20 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Amai vavanakomana vaZebhedhi vakauya kwaari nevanakomana vavo vakapfugama pamberi pake vakaisa chichemo chavo.
Pakurirana nevamwe
Mateo 20 SCLBD