Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 20:1 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 20:1 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

“Nokuti umambo hwokudenga hwakafanana nomuridzi womunda akabuda mangwanani-ngwanani kundotsvaka vanhu vokuti vazoshanda mumunda wake wemizambiringa.

Pakurirana nevamwe
Mateo 20 BDSC

Mateo 20:1 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

“Nokuti ushe hwokudenga hwakafanana nasaimba, akabuda mangwanani kundotsvakira munda wake wemidzambiringa vashandi.

Pakurirana nevamwe
Mateo 20 SNA2002

Mateo 20:1 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Nokuti ʋushe bgokuɗeŋga bgakafanana nomŋene weimba, wakaɓuɗa maŋgwanani kundotȿakira munda wake wemizambiriŋga ʋaɓati.

Pakurirana nevamwe
Mateo 20 SUB1949

Mateo 20:1 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Umambo hwedenga hwakaita sasamusha akafumoenda kundotsvaka vashandi vokushanda mumunda wake wamagirepisi.

Pakurirana nevamwe
Mateo 20 SCLB

Mateo 20:1 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Umambo hwedenga hwakaita sasamusha akafumoenda kundotsvaka vashandi vokushanda mumunda wake wamagirepisi.

Pakurirana nevamwe
Mateo 20 SCLBD