Mateo 2:8 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 2:8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akavatuma kuBheterehema akati, “Endai mundotsvakisisa mwana uyu. Kana muchinge mamuwana, mugondizivisawo kuitira kuti neniwo ndigoenda kundomunamata.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 2 BDSCMateo 2:8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
akavatuma Bheterehemu, akati, “Endai munatsobvunzisisa zvomwana; kana mamuwana, mundiudze, kuti neniwo ndiuye kuzomupfugamirawo.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 2 SNA2002Mateo 2:8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
akaʋatuma Betrehema, akati: Endai munatsobvunzisisa ɀomŋana; kana mamuwana, mundiʋudze, kuti neni ʋo ndiʋuye kuzomunamata.
Pakurirana nevamwe
Mateo 2 SUB1949Mateo 2:8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akavaendesa kuBheterehemu achiti, “Endai mundotsvagisisa mwana iyeyo. Kana mamuwana ndiunzireiwo shoko, kuti neniwo ndiende ndindomugwadamira.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 2 SCLBMateo 2:8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Akavaendesa kuBheterehemu achiti, “Endai mundotsvagisisa mwana iyeyo. Kana mamuwana ndiunzireiwo shoko, kuti neniwo ndiende ndindomugwadamira.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 2 SCLBD