Mateo 2:7 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 2:7 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Herodhi akadana Vachenjeri pakavanda akavabvunzisisa nguva chaiyo yainge yaonekwa nyeredzi.
Pakurirana nevamwe
Mateo 2 BDSCMateo 2:7 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Herodhi akadana vachenjeri, vari voga, akavabvunzisisa nguva yakaonekwa nyeredzi navo
Pakurirana nevamwe
Mateo 2 SNA2002Mateo 2:7 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino Herode wakaɗana ʋacenjeri, ʋari ʋoga, akaʋabvunzisisa ŋguʋa yakaʋonekwa nyeredzi nayo
Pakurirana nevamwe
Mateo 2 SUB1949Mateo 2:7 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Herodhi akadaidza vangwaru vaya muchivande akanyatsovabvunzisisa kuti nyenyedzi yakaonekwa rinhi.
Pakurirana nevamwe
Mateo 2 SCLBMateo 2:7 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Herodhi akadaidza vangwaru vaya muchivande akanyatsovabvunzisisa kuti nyenyedzi yakaonekwa rinhi.
Pakurirana nevamwe
Mateo 2 SCLBD