Mateo 2:6
Mateo 2:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Asi iwe Bheterehema, munyika yeJudhea hausi muduku pamadzimambo ose aJudha, nokuti mauri muchabuda mutongi uyo achava mufudzi wavanhu vangu vaIsraeri.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 2Mateo 2:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Asi iwe Bheterehema, munyika yeJudhea hausi muduku pamadzimambo ose aJudha, nokuti mauri muchabuda mutongi uyo achava mufudzi wavanhu vangu vaIsraeri.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 2Mateo 2:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
‘Newe Bheterehemu, nyika yeJudhea, Hausi muduku kwazvo kuvabati vaJudha; Nokuti mauri muchabuda Mutungamiriri, Achafudza vanhu vangu vaIsiraeri.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 2Mateo 2:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“ ‘Iwe Bheterehemu munyika yokwaJudha hausiwe muduku wokupedzesera pakati pavatongi vokwaJudha nokuti mauri muchabva mutongi achafudza vanhu vangu vaIsiraeri.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 2