Mateo 2:3
Mateo 2:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mambo Herodhi akati achinzwa izvi, akatambudzika kwazvo pamwe chete neJerusarema rose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 2Mateo 2:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mambo Herodhi akati achizvinzwa, akatambudzika kwazvo, neJerusaremu rose naye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 2Mateo 2:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mambo Herodhi paakanzwa izvi, zvakamunetsa uye neJerusaremu yose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 2