Mateo 2:23 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 2:23 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye akaenda akandogara muguta rainzi Nazareta. Izvi zvakabva zvazadzisa zvakarehwa kubudikidza navaprofita zvichinzi, “Achanzi muNazareta.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 2 BDSCMateo 2:23 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
akandogara muguta rinonzi Nazareta, kuti zvakarehwa navaporofita zviitike, kuti achanzi muNazareta.
Pakurirana nevamwe
Mateo 2 SNA2002Mateo 2:23 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
akandogara muguta rinonzi Nazareta, kuti ɀakarebga naʋaprofita ɀiitike, kuti ucanzi muNazareta.
Pakurirana nevamwe
Mateo 2 SUB1949Mateo 2:23 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaenda akandogara muguta rinonzi Nazareti kuti zvakataurwa navaporofita zvizadziswe zvokuti, “Achanzi mugari weNazareti.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 2 SCLBMateo 2:23 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Akaenda akandogara muguta rinonzi Nazareti kuti zvakataurwa navaporofita zvizadziswe zvokuti, “Achanzi mugari weNazareti.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 2 SCLBD