Mateo 2:22
Mateo 2:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi paakanzwa kuti Akerasi akanga otonga muJudhea panzvimbo yababa vake Herodhi, akatya kuendako. Akati ayambirwa mukurota, akabva aenda kudunhu reGarirea
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 2Mateo 2:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi, akati achinzwa kuti Arikerao wava mambo panzvimbo yababa vake Herodhi, akatya kuendako; akanyeverwa mukurota, akaenda kumativi enyika yeGariria
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 2Mateo 2:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi paakanzwa kuti Akerausi ndiye aitonga muJudhea panzvimbo pababa vake Herodhi, akatya kuendako. Paakayambirwa mukurota akabva aenda kuruwa rweGarirea.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 2