Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 2:19 - Compare All Versions

Mateo 2:19 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Mushure mokufa kwaHerodhi, mutumwa waShe akazviratidza kuna Josefa muIjipiti mukurota

Pakurirana nevamwe
Mateo 2 BDSC

Mateo 2:19 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Herodhi akati afa, tarira, mutumwa waIshe akaonekwa naJosefa pakurota muIjipiti

Pakurirana nevamwe
Mateo 2 SNA2002

Mateo 2:19 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Herodhi paakafa, hoyo mutumwa waTenzi akazvionesa kuna Josefi mukurota ari muIjipiti

Pakurirana nevamwe
Mateo 2 SCLBD

Mateo 2:19 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Herode wakati afa, tarira, mutumŋa waShe akaʋonekwa naJosefa pakurota paEgipita

Pakurirana nevamwe
Mateo 2 SUB1949

Mateo 2:19 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Herodhi paakafa, hoyo mutumwa waTenzi akazvionesa kuna Josefi mukurota ari muIjipiti

Pakurirana nevamwe
Mateo 2 SCLB