Mateo 19:9
Mateo 19:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndinokuudzai kuti ani naani anoramba mukadzi wake, kunze chete nokuda kwoupombwe, akazowana mumwe mukadzi, atoita upombwe.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 19Mateo 19:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndinoti kwamuri, ani naani anoramba mukadzi wake, asi nemhaka youpombwe, akawana mumwe, anoita upombwe; noanowana wakarambwa, anoita upombwe.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 19Mateo 19:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Uye ini ndinoti kwamuri, ani naani anoramba mukadzi wake kunze kokunge aita upombwe achizoroora mumwe anoita upombwe.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 19